Genesi 48:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Jakobo akati kunaJosefa: Mŋari wamasimba ose wakaɀiratidza kwandiri paRuzi, panyika yeKanani, akandiropafadza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari waMasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari Wamasimba Ose akazviratidza kwandiri paRuzi munyika yeKenani, uye akandiropafadza ipapo, Viz kapitola |