Genesi 48:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaropafadza Josefa, akati: Mŋari uya, wakafamba madziɓaɓa aŋgu pamberi pake, ʋana‐Abrahama naIsaka, Mŋari wakandifudza paʋupenyu bgaŋgu bgose kuȿikira zuʋa ranhasi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akaropafadza Josefa, akati, “Mwari uya, akafamba madzibaba angu pamberi pake, vana Abhurahamu naIsaka, Mwari akandifudza paupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo akaropafadza Josefa akati, “Mwari uyo madzibaba angu, ivo Abhurahama naIsaka, vakafamba pamberi pake, iye Mwari akanga ari mufudzi wangu upenyu hwangu hwose kusvikira nhasi, Viz kapitola |