Online Bible

- Reklamy -

Genesi 47:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Josefa akateŋgera Farao nyika yose yeEgipita, nokuti ʋaEgipita ʋakateŋgesa mumŋe nomumŋe munda wake, nokuti nzara yakaŋga iri huru pamsoro paʋo, nyika ikaʋa yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Josefa akatengera Farao nyika yose yeIjipiti, nokuti vaIjipiti vakatengesa mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru pamusoro pavo, nyika ikava yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Saka Josefa akatengera Faro nyika yose iri muIjipiti. VaIjipita vakatengesa, mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Nyika yakava yaFaro,

Viz kapitola kopírovat

Genesi 47:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy