Online Bible

- Reklamy -

Genesi 45:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋakaʋaʋudza mashoko ose aJosefa; ɀino ʋakati ʋaʋona ŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naJosefa kuzoʋatakura, mŋeya waJakobo, ɓaɓa ʋaʋo, ukapona ɀe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dzatumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Asi pavakavaudza zvose zvakanga zvarehwa naJosefa kwavari, uye paakaona ngoro dzakanga dzatumirwa kwavari naJosefa kuti dzizovatakura, mweya wababa wavo Jakobho wakamutsiridzwa.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 45:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy