Genesi 45:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ʋakabva Egipita, ʋakakwira, ʋakandoȿika kunyika yeKanani kunaJakobo, ɓaɓa ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saka vakabuda muIjipiti uye vakaenda vakandosvika kuna baba vavo Jakobho kunyika yeKenani. Viz kapitola |