Genesi 45:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Uvatiwo, ‘Daii. Torai ngoro dzimwe dzomunyika ino yeIjipiti dzokutakurisa vana namadzimai enyu mundotora baba venyu muuye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino warairwa, ciita iɀoɀo; torerai ʋana ʋenyu ʋaɗuku naʋakadzi ʋenyu ŋ oro panyika yeEgipita, mundotora ɓaɓa ʋenyu, muʋuye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino varairwa, chiita izvozvo; torerai vana venyu vaduku navakadzi venyu ngoro panyika yeIjipiti, mundotora baba venyu, muuye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Uvatiwo, ‘Daii. Torai ngoro dzimwe dzomunyika ino yeIjipiti dzokutakurisa vana namadzimai enyu mundotora baba venyu muuye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Uvatiwo, ‘Daii. Torai ngoro dzimwe dzomunyika ino yeIjipiti dzokutakurisa vana namadzimai enyu mundotora baba venyu muuye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Iwe unorayirwawo kuti uvaudze kuti, ‘Itai izvi: Torerai vana navakadzi venyu dzimwe ngoro dzinobva muIjipiti uye mundotora baba venyu mugodzoka. Viz kapitola |