Genesi 44:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka ndinokumbira kuti ini muranda wenyu nditore nzvimbo yomwana uyu ndisare somuranda wenyu tenzi wangu, asi murege mukomana uyu aende zvake navakoma vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Naiɀoɀo ɀino ndinokumbira kuti muranda wenyu agare hake ari musuŋgwa washe waŋgu pacigaro comukomana, asi mukomana akwire hake naʋana ʋaɓaɓa ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Naizvozvo zvino ndinokumbira kuti muranda wenyu agare hake ari musungwa washe wangu pachigaro chomukomana, asi mukomana akwire hake navana vababa vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka ndinokumbira kuti ini muranda wenyu nditore nzvimbo yomwana uyu ndisare somuranda wenyu tenzi wangu, asi murege mukomana uyu aende zvake navakoma vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Saka ndinokumbira kuti ini muranda wenyu nditore nzvimbo yomwana uyu ndisare somuranda wenyu tenzi wangu, asi murege mukomana uyu aende zvake navakoma vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Zvino, ndapota, regai henyu muranda wenyu asare kuno senhapwa yashe wangu pachinzvimbo chomukomana, uye murege mukomana adzokere namadzikoma ake. Viz kapitola |