Genesi 44:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Baba vedu, muranda wenyu, vakatiti, ‘Munoziva kuti mudzimai wangu Rakeri akandiberekera vana vaviri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Muranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, ʋakati kwatiri: Munoziʋa kuti mukadzi waŋgu wakandiɓerekera ʋanakomana ʋaʋiri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Muranda wenyu, baba vedu, vakati kwatiri, ‘Munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Baba vedu, muranda wenyu, vakatiti, ‘Munoziva kuti mudzimai wangu Rakeri akandiberekera vana vaviri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Baba vedu, muranda wenyu, vakatiti, ‘Munoziva kuti mudzimai wangu Rakeri akandiberekera vana vaviri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Muranda wenyu baba vangu vakati kwatiri, ‘Imi munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri. Viz kapitola |