Genesi 44:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Imi makatiudza isu varanda venyu kuti, ‘Uyai naye kwandiri ndinoda kumuona.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Imi mukati kuʋaranda ʋenyu: Ƃurukai naye kwandiri, ndimuʋone nameso aŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Imi mukati kuvaranda venyu, ‘Burukai naye kwandiri, ndimuone nameso angu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Imi makatiudza isu varanda venyu kuti, ‘Uyai naye kwandiri ndinoda kumuona.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Imi makatiudza isu varanda venyu kuti, ‘Uyai naye kwandiri ndinoda kumuona.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Ipapo imi makati kuvaranda venyu, ‘Uyai naye kuno kwandiri kuti ndimuone, ini pachangu.’ Viz kapitola |