Online Bible

- Reklamy -

Genesi 44:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Judha akaswedera kuna Josefi akati, “Pamusoroi. Changamire regai zvenyu ini muranda wenyu ndimbotaurawo shoko muchinzwa nenzeve dzenyu, changamire. Musanditsamwire zvenyu nokuti imi makaita saFarao pachavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ipapo Juda akasweɗera kwaari, akati: Haiwa, ishe waŋgu, ɗotenderai henyu muranda wenyu kutaura shoko munzeʋe dzashe waŋgu, kutsamŋa kwenyu kurege kumukira muranda wenyu, nokuti imi makaenzana naFarao.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ipapo Judha akaswedera kwaari, akati, “Haiwa, ishe wangu, dotenderai henyu muranda wenyu kutaura shoko munzeve dzashe wangu, kutsamwa kwenyu kurege kumukira muranda wenyu, nokuti imi makaenzana naFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Judha akaswedera kuna Josefi akati, “Pamusoroi. Changamire regai zvenyu ini muranda wenyu ndimbotaurawo shoko muchinzwa nenzeve dzenyu, changamire. Musanditsamwire zvenyu nokuti imi makaita saFarao pachavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Judha akaswedera kuna Josefi akati, “Pamusoroi. Changamire regai zvenyu ini muranda wenyu ndimbotaurawo shoko muchinzwa nenzeve dzenyu, changamire. Musanditsamwire zvenyu nokuti imi makaita saFarao pachavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo Judha akaenda kwaari akati, “Ndapota, ishe wangu, regai muranda wenyu ataure shoko rimwe kuna she wangu. Regai kutsamwira muranda wenyu, kunyange hazvo makaenzana naFaro pachake.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 44:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy