Genesi 43:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 asi kana musiŋgamutumi, hatiŋgaɓuruki; nokuti murume uya wakati kwatiri: Hamuŋgaʋoni ciso caŋgu, kana munuŋuna wenyu asati anemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 asi kana musingamutumi, hatingaburuki; nokuti murume uya akati kwatiri, ‘Hamungaoni chiso changu, kana mun'una wenyu asati anemi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi kana mukasamuendesa, hatingatongoendi, nokuti murume uya akati, ‘Hamungazooni chiso changuzve kunze kwokunge mununʼuna wenyu auya nemi.’ ” Viz kapitola |