Genesi 43:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakagadzira cipo kuȿikira kuʋuya kwaJosefa masikati, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa kuti ʋacadya ɀokudya ipapo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachadya zvokudya ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakagadzira zvipo zvokupa Josefa pakusvika kwake masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachandodya ikoko. Viz kapitola |