Online Bible

- Reklamy -

Genesi 43:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Josefa wakati aciʋona Benjamini anaʋo, akati kumutariri weimba yake: Ʋuya naʋarume mumba, uɓaye, ugadzire; nokuti ʋarume aʋa ʋacadya neni masikati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kumutariri weimba yake, “Uya navarume mumba, ubaye, ugadzire; nokuti varume ava vachadya neni masikati.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kuvatariri veimba yake, “Torai varume ava muende navo kumba kwangu, muuraye chipfuwo mugogadzira zvokudya; vanofanira kudya neni masikati ano.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 43:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy