Online Bible

- Reklamy -

Genesi 43:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mŋari wamasimba ose ŋgaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunuŋgurirei mumŋe munuŋuna wenyu naBenjamini ʋo. Kana ndatorerwa ʋana ʋaŋgu, ndatorerwa haŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Mwari waMasimbaose ngaakupei nyasha pamberi pomurume uyo, akusunungurirei mumwe mun'una wenyu naBhenjaminiwo. Kana ndatorerwa vana vangu, ndatorerwa hangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Iye Aripagomo ngaakubatsirei, murume wacho agokuitirai tsiye nyoro abvume kuti Simeoni naBhenjamini vadzoke pamwechete nemi. Kana ndarasikirwa navana vangu ndarasikirwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Uye Mwari Wamasimba Ose ngaakunzwirei ngoni pamberi pomunhu uyo kuitira kuti asunungure mumwe mununʼuna wenyu naBhenjamini uye vagodzokazve nemi. Kana ndirini, kana ndafirwa navana vangu, ndafirwa hangu.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 43:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy