Genesi 42:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokudaro vanakomana vaJakobho vakauya kuzotenga zvokudya pamwechete navamwe vanhu vakanga vachiuyawo ikoko nokuti muKanani makanga mave nenzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakaʋuya kuzoteŋga pakati paʋamŋe ʋaiʋuya, nokuti nzara yakaŋga iri’po panyika yeKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino vanakomana vaIsiraeri vakauya kuzotenga pakati pavamwe vaiuya, nokuti nzara yakanga iripo panyika yeKenani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokudaro vanakomana vaJakobho vakauya kuzotenga zvokudya pamwechete navamwe vanhu vakanga vachiuyawo ikoko nokuti muKanani makanga mave nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokudaro vanakomana vaJakobho vakauya kuzotenga zvokudya pamwechete navamwe vanhu vakanga vachiuyawo ikoko nokuti muKanani makanga mave nenzara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka vanakomana vaIsraeri vakanga vari pakati pavaya vakaenda kundotenga zviyo, nokuti nzara yakanga iri munyika yeKenaniwo. Viz kapitola |