Genesi 42:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ipapo Rubeni akataura naɓaɓa ʋake, akati: Muŋgaʋuraya henyu ʋanakomana ʋaŋgu ʋaʋiri, kana ndisiŋgadzoki naye kwamuri; cimuisai henyu mumaʋoko aŋgu, ini ndicaʋuya naye ɀe kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Ipapo Rubheni akataura nababa vake, akati, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri, kana ndisingadzoki naye kwamuri; chimuisai henyu mumaoko angu, ini ndichauya nayezve kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Ipapo Rubheni akati kuna baba vake, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri ava kana ndisina kudzoka naye kwamuri. Muisei mumaoko angu, ndichadzoka naye.” Viz kapitola |