Online Bible

- Reklamy -

Genesi 42:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ipapo murume iyeyo, changamire wenyika iyoyo akatiti, “Ini ndichaziva kuti muri vanhu vanovimbika kana masiya mumwe wenyu kuno. Imi vamwe mose motora zvenyu mbesanwa muende kundopa mhuri dzenyu dziri munzara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino murume uya, ishe wenyika, akati kwatiri: Heci cinhu candicaziʋa naco kana muri ʋanhu ʋakatendeka; Siyai mumŋe wenyu kwandiri, mutore ɀiyo, mundopa mhuri dzenyu dzinenzara, muende.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino murume uya, ishe wenyika, akati kwatiri, “Hechi chinhu chandichaziva nacho kuti muri vakatendeka, ‘Siyai mumwe wenyu kwandiri, mutore zviyo, mundopa mhuri dzenyu dzine nzara, muende.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ipapo murume iyeyo, changamire wenyika iyoyo akatiti, “Ini ndichaziva kuti muri vanhu vanovimbika kana masiya mumwe wenyu kuno. Imi vamwe mose motora zvenyu mbesanwa muende kundopa mhuri dzenyu dziri munzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Ipapo murume iyeyo, changamire wenyika iyoyo akatiti, “Ini ndichaziva kuti muri vanhu vanovimbika kana masiya mumwe wenyu kuno. Imi vamwe mose motora zvenyu mbesanwa muende kundopa mhuri dzenyu dziri munzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “Ipapo murume anova ndiye ishe panyika iyo akati kwatiri, ‘Hechi chinhu chichandizivisa kana muri vanhu vakatendeka: Siyai mumwe wenyu neni pano, mugotakura zvokudya zvemhuri dzenyu dziri kuziya muende.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 42:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy