Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Ɀino gore renzara risati raȿika, Josefa wakaɓerekerwa ʋanakomana ʋaʋiri, ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Zvino gore renzara risati rasvika, Josefa akaberekerwa vanakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Makore enzara asati asvika, Josefa akanga aberekerwa vanakomana vaviri naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:50

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy