Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ɀokudya iɀo ɀicaceŋgeterwa nyika makore manomŋe enzara, icazoʋa’po panyika yeEgipita, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Zvokudya izvozvo zvichachengeterwa nyika makore manomwe enzara, ichazovapo panyika yeIjipiti, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Zvokudya izvi zvinofanira kuchengeterwa nyika, kuti zvigozoshandiswa panguva yamakore manomwe enzara achauya pamusoro peIjipiti, kuitira kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy