Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Naiɀoɀo Farao ŋgaatȿake munhu wakaŋgwara, wakacenjera, amuite muɓati wenyika yeEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 “Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “Zvino Faro ngaatsvake munhu anonzwisisa uye akachenjera amugadze kuti ave mutariri wenyika yeIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy