Genesi 41:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kuri kuuya makore manomwe emaguta chaiwoiwo munyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Tarirai, kunoʋuya makore manomŋe amaguta kwaɀo panyika yose yeEgipita; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Tarirai, kunouya makore manomwe amaguta kwazvo panyika yose yeIjipiti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kuri kuuya makore manomwe emaguta chaiwoiwo munyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kuri kuuya makore manomwe emaguta chaiwoiwo munyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Makore manomwe amaguta makuru ari kuuya munyika yose yeIjipiti, Viz kapitola |