Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀikazoitika seɀaakatiɗudzira; ini ndikadzoserwa kuɓasa raŋgu, asi iye wakasuŋgirirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvikazoitika sezvaakatidudzira; ini ndakadzoserwa kubasa rangu, asi iye akasungirirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uye zvinhu zvakaitika chaizvo sezvaakadudzira kwatiri: Ini ndakadzoserwa pabasa rangu, uye mumwe murume uye akasungirirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy