Genesi 41:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Farao wakaŋga akatsamŋira ʋaranda ʋake, mukandisuŋga, ndikaceŋgetwa mumba momukuru waʋarindi, ini nomukuru waʋaɓiki; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Farao akanga akatsamwira varanda vake, mukandisunga, ndikachengetwa mumba momukuru wavarindi, ini nomukuru wavabiki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Pane imwe nguva Faro akatsamwira varanda vake, uye akandipfigira ini nomubiki mukuru mumba momukuru wavarindi. Viz kapitola |