Genesi 40:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ava mangwanani Josefi akauya akavaona vakasuruvara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino fume maŋgwana Josefa akapinda kwaʋari, Akaʋatarira, akaʋona kuti haʋafari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino fume mangwana Josefa akapinda kwavari, akavatarira, akaona kuti havafari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ava mangwanani Josefi akauya akavaona vakasuruvara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ava mangwanani Josefi akauya akavaona vakasuruvara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Josefa akati auya kwavari mangwanani akatevera, akaona kuti vakanga vakasurukirwa. Viz kapitola |