Genesi 40:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akavasunga akavapfigira mumba yomukuru mukuru wavachengeti vokwamambo, mujeri makanga makaiswawo Josefi muya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akaʋasuŋga kuti ʋaceŋgetwe mumba momukuru waʋarindi, mutoroŋgo, pakaŋga pakasuŋgwa Josefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akavasunga kuti vachengetwe mumba momukuru wavarindi, mutorongo, pakanga pakasungwa Josefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akavasunga akavapfigira mumba yomukuru mukuru wavachengeti vokwamambo, mujeri makanga makaiswawo Josefi muya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akavasunga akavapfigira mumba yomukuru mukuru wavachengeti vokwamambo, mujeri makanga makaiswawo Josefi muya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 akaita kuti vachengetwe mumba yomukuru wavarindi, mutorongo rimwe chetero makanga makapfigirwa Josefa. Viz kapitola |