Genesi 40:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Farao akashatirirwa vashandi vake vaviri ava vanoti mukuru mukuru wokuona nezvewaini nomukuru mukuru wavabiki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Farao akatsamŋira kwaɀo ʋaranda ʋake ʋaʋiri, iʋo mukuru waʋaɗiri nomukuru waʋaɓiki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Farao akatsamwira kwazvo varanda vake vaviri, ivo mukuru wavadiri nomukuru wavabiki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Farao akashatirirwa vashandi vake vaviri ava vanoti mukuru mukuru wokuona nezvewaini nomukuru mukuru wavabiki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Farao akashatirirwa vashandi vake vaviri ava vanoti mukuru mukuru wokuona nezvewaini nomukuru mukuru wavabiki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Faro akatsamwira varanda vake vaviri, mudiri mukuru nomubiki mukuru, Viz kapitola |