Genesi 40:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Josefa akapindura, akati. Kuɗudzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuʋa matatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Josefa akapindura, akati, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuva matatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Josefa akati, “Uku ndiko kududzirwa kwazvo. Matengu matatu ndiwo mazuva matatu. Viz kapitola |