Genesi 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Zira wakapona Tubarikaini, mupfuri wenhumbi dzose dzendarira neɗare; hanɀadzi yaTubarikaini waiʋa Naama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zira wakapona Tubharikaini, mupfuri wenhumbi dzose dzendarira nedare; hanzvadzi yaTubharikaini waiva Naama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zira akanga ane mwanakomana, Tubhari-Kaini, aigadzira nhumbi dzemhando dzose dzendarira nedzesimbi. Hanzvadzi yaTubhari-Kaini yainzi Naama. Viz kapitola |