Online Bible

- Reklamy -




Genesi 39:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino wakati acinzwa kuti ndinoɗanidzirisa ndiciridza mhere, akasiya ŋguʋo yake neni, akatiza, akaɓuɗa panze.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino akati achinzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatiza, akabuda panze.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Paanzwa ndoridza mhere kuti ndibatsirwe, abva asiya jasi rake pandiri ndokutizira kunze kwemba.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 39:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy