Genesi 38:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati ʋaciʋuya naye, akatuma shoko kunaɓaɓa ʋomurume wake, aciti: Ndinemimba nomurume unenhumbi idzi; akati: Ƌocerekedzai kuti iɀi ndeɀani, ɀinoti, cimhete, norwonzi, netȿimbo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati vachiuya naye, akatuma shoko kuna baba vomurume wake, achiti, “Ndine mimba nomurume ane nhumbi idzi, akati, ‘Docherekedzai kuti izvi ndezvani, zvinoti, chimhete norwonzi, netsvimbo.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvino paakanga achibudiswa, akatumira shoko kuna vatezvara vake akati, “Ndine mimba yomuridzi wezvinhu izvi.” Uye akatizve, “Onai kana mungaziva mwene wemhete yechisimbiso iyi norutambo rwayo, netsvimbo iyi.” Viz kapitola |