Genesi 38:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hira akabvunza vanhu vomuEnaimi achiti, “Ko pfambi yaigara panzira muEnaimu iripiko?” Vanhu ndokuti, “Hakuna pfambi yakanga iri kuno.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Akabvunza ʋanhu ʋokwake, aciti: Ciripiko cifeʋe ciya, cakaŋga ciri paEnaimi panzira — Ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Akabvunza vanhu vokwake, achiti, “Chiripo chifeve chiya, chakanga chiri paEnaimu panzira?” Vakati, “Kwakanga kusina chifeve pano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hira akabvunza vanhu vomuEnaimi achiti, “Ko pfambi yaigara panzira muEnaimu iripiko?” Vanhu ndokuti, “Hakuna pfambi yakanga iri kuno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hira akabvunza vanhu vomuEnaimi achiti, “Ko pfambi yaigara panzira muEnaimu iripiko?” Vanhu ndokuti, “Hakuna pfambi yakanga iri kuno.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akabvunza varume vaigara ikoko akati, “Chiripiko chifeve chaigara parutivi rwenzira yeEnaimi?” Ivo vakati, “Hapana kumbova nechifeve pano.” Viz kapitola |