Genesi 38:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Juda akaʋona’po mukunda womumŋe munhu muKanani, wainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Judha akaonapo mukunda womumwe munhu muKenani, ainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ikoko Judha akasangana nomwanasikana womumwe murume muKenani ainzi Shua. Akamuwana uye akavata naye; Viz kapitola |