Genesi 38:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwapera nguva yakati rebei, mudzimai waJudha, mwana waShua akafa. Judha akati apedza nguva yokuchema mudzimai wake, akaenda kuTimina kwaiva navanhu vaiveura hwai dzavo. Akaenda pamwechete naHira shamwari yake yechiAdhuramu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, mukunda waShua, mukadzi waJuda, akafa; ɀino Juda wakati anyaradzwa, akakwira kuʋaʋeʋuri ʋamakwai ake paTimna, iye naHira, shamŋari yake muAdurami. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Mazuva mazhinji akati apfuura, mukunda waShua, mukadzi waJudha, akafa; zvino Judha akati anyaradzwa, akakwira kuvaveuri vamakwai ake paTimuna, iye naHira, shamwari yake muAdhuramu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwapera nguva yakati rebei, mudzimai waJudha, mwana waShua akafa. Judha akati apedza nguva yokuchema mudzimai wake, akaenda kuTimina kwaiva navanhu vaiveura hwai dzavo. Akaenda pamwechete naHira shamwari yake yechiAdhuramu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kwapera nguva yakati rebei, mudzimai waJudha, mwana waShua akafa. Judha akati apedza nguva yokuchema mudzimai wake, akaenda kuTimina kwaiva navanhu vaiveura hwai dzavo. Akaenda pamwechete naHira shamwari yake yechiAdhuramu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Shure kwenguva refu mukadzi waJudha, mwanasikana waShua, akafa. Judha akati anyaradzwa kubva pakuchema kwake, akakwidza akaenda kuTimina kuvarume vakanga vachiveura makwai, uye shamwari yake Hira muAdhuramu akaenda naye. Viz kapitola |