Online Bible

- Reklamy -

Genesi 38:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Neŋguʋa iyo Juda wakabva kuʋana ʋaɓaɓa ʋake, akaɓuruka, akatsaukira kunomumŋe murume muAdurami, wainzi Hira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nenguva iyoyo Judha akabva kuvana vababa vake, akaburuka, akatsaukira kuno mumwe murume muAdhuramu, ainzi Hira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Panguva iyoyo, Judha akabva kuhama dzake akaburuka akandogara nomurume wokuAdhurama ainzi Hira.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 38:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy