Online Bible

- Reklamy -

Genesi 37:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Iʋo ʋakafananidza, ʋakati: Iŋguʋo yomŋanakomana waŋgu; wadyiwa necikara; Josefa ɀirokwaɀo waparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Ivo vakafananidza vakati, “Inguo yomwanakomana wangu; wadyiwa nechikara; Josefa zvirokwazvo waparadzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Akaiziva akati, “Inguo yomwanakomana wangu! Zvimwe zvikara zvesango zvamudya. Zvirokwazvo Josefa akabvamburwa-bvamburwa.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 37:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy