Genesi 36:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mudzimai waEsau ainzi Ohoribhama mwanasikana waAna, mwanakomana waZibheoni, akabereka Jehushi naJaramu naKora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋanakomana ʋaOhoribama, mukunda waAna, mukunda waZibeoni, mukadzi waEsau, ndiʋo: Iye wakaɓerekera Esau Jeushi, naJarami, naKora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vanakomana vaOhoribhama, mukunda waAna, mukunda waZibhioni, mukadzi waEsau, ndivo: iye akaberekera Esau Jeushi, naJarami, naKora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mudzimai waEsau ainzi Ohoribhama mwanasikana waAna, mwanakomana waZibheoni, akabereka Jehushi naJaramu naKora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mudzimai waEsau ainzi Ohoribhama mwanasikana waAna, mwanakomana waZibheoni, akabereka Jehushi naJaramu naKora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni, vaakaberekera Esau, vaiva: Jeushi, Jaramu naKora. Viz kapitola |