Genesi 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati: Ndakanzwa inzwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakaŋga ndisina‐kusimira; ndikaʋanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akapindura akati, “Ndanzwa inzwi renyu mubindu, uye ndatya nokuti ndanga ndisina kusimira; saka ndavanda.” Viz kapitola |