Genesi 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jehova Mŋari akati ɀe. Haɀina‐kunaka kuti munhu agare ari woga; ndicamuitira muɓatsiri wakamukwanira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.” Viz kapitola |