Genesi 17:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Abhurahamu akatora mwana wake Ishimaeri pamwechete navaranda vose vomumusha make vaiti: varanda vakaberekwa mumusha make novokutenga nemari yake. Munhu wose wechirume akadzingiswa musi iwoyo sokutaura kwakaita Mwari kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Abrahama wakatora Ishmaeri, mŋanakomana wake, naʋose ʋakaɀarwa mumba make, naʋose ʋakateŋgwa nemari yake, munhurume mumŋe nomumŋe kuʋanhu ʋakaŋga ʋari paimba yaAbrahama, akaʋadziŋgisa ɀikanda ɀaʋo ɀapamberi nomusi iwoyo, seɀaakaʋudzwa naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Abhurahamu wakatora Ishimaeri, mwanakomana wake, navose vakazvarwa mumba make, navose vakatengwa nemari yake, munhurume mumwe nomumwe kuvanhu vakanga vari paimba yaAbhurahamu, akavadzingisa zvikanda zvavo zvapamberi nomusi iwoyo, sezvaakaudzwa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Abhurahamu akatora mwana wake Ishimaeri pamwechete navaranda vose vomumusha make vaiti: varanda vakaberekwa mumusha make novokutenga nemari yake. Munhu wose wechirume akadzingiswa musi iwoyo sokutaura kwakaita Mwari kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Abhurahamu akatora mwana wake Ishimaeri pamwechete navaranda vose vomumusha make vaiti: varanda vakaberekwa mumusha make novokutenga nemari yake. Munhu wose wechirume akadzingiswa musi iwoyo sokutaura kwakaita Mwari kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pazuva racho iroro Abhurahama akatora mwanakomana wake Ishumaeri navose vakaberekwa mumba make kana vakanga vatengwa nemari, vanhurume vose vaiva mumba make, akavadzingisa, sezvaakanga audzwa naMwari. Viz kapitola |