Genesi 16:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mutumŋa waJehova akati ʋo kwaari: Tarira waʋa nemimba, ucaɓereka mŋanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishmaeri, nokuti Jehova wakanzwa kutambudzika kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari, “Tarira wava nemimba, uchabereka mwanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishimaeri, nokuti Jehovha wakanzwa kutambudzika kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari: “Iye zvino wava nemimba uye uchava nomwanakomana. Uchamutumidza zita rokuti Ishumaeri, nokuti Jehovha anzwa nezvokutambura kwako. Viz kapitola |