Online Bible

- Reklamy -

Genesi 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 kuti handiŋgatori rucinda kana rukanda rweshaŋgu, kana cinhu cimŋe ceɀinhu ɀenyu, kuti murege kuzoti: Ndini ndakafumisa Abrama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 kuti handingatori rushinda kana rukanda rweshangu, kana chinhu chimwe chezvinhu zvenyu, kuti murege kuzoti, ‘Ndini ndakapfumisa Abhuramu’,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 kuti handizogamuchiri chinhu chako, kunyange rushinda kana rukanda rweshangu, kuti urege kuzoti, ‘Ndakapfumisa Abhurama.’

Viz kapitola kopírovat

Genesi 14:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy