Genesi 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Roti akaɀitsaurira ɓani rose reJoridani; Roti akaenda kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋakaparadzana haʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Roti akazvitsaurira bani rose reJorodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose reJorodhani uye akasimuka akananga kumabvazuva. Varume vaviri ava vakaparadzana: Viz kapitola |