Online Bible

- Reklamy -

Genesi 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Asi Jehova wakatambudza Farao naʋeimba yake namaɗambudziko makuru nokuɗa kwaSarai, mukadzi waAbrama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Asi Jehovha wakatambudza Farao neveimba yake namadambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Asi Jehovha akatambudza Faro neveimba yake nehosha yakaipisisa nokuda kwaSarai mukadzi waAbhurama.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 12:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy