Online Bible

- Reklamy -

Genesi 12:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Uti hako uri hanɀadzi yaŋgu, kuti ndiitirwe ɀakanaka nokuɗa kwako, kuti mŋeya waŋgu urarame nokuɗa kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Uti hako uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka nokuda kwako, kuti mweya wangu urarame nokuda kwako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Saka uti uri hanzvadzi yangu, kuti ndigobatwa zvakanaka nokuda kwako uye upenyu hwangu hucharwirwa nokuda kwako.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 12:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy