Genesi 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Reu akagara makumi matatu amakore ana makore maviri, akabereka Serugu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Rehu wakagara makore anamakumi matatu namaʋiri, akaɓereka Serugi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Rehu wakagara makore ana makumi matatu namaviri, akabereka Serugu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Reu akagara makumi matatu amakore ana makore maviri, akabereka Serugu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Reu akagara makumi matatu amakore ana makore maviri, akabereka Serugu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Reu akati ava namakore makumi matatu namaviri okuberekwa, akabereka Serugi. Viz kapitola |