Genesi 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kwozoti vaArivhadhi nevaZemari nevaHamati. Gare gare madzinza evaKanani akazopararira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 naʋaArvadi, naʋaZemari, naʋaHamati. Shure kwaiʋaʋa mhuri dzaʋaKanani dzakapararira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 navaArivhadhi, navaZemari, navaHamati. Shure kwaivava mhuri dzavaKenani dzakapararira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kwozoti vaArivhadhi nevaZemari nevaHamati. Gare gare madzinza evaKanani akazopararira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 kwozoti vaArivhadhi nevaZemari nevaHamati. Gare gare madzinza evaKanani akazopararira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 vaAvhadhi, vaZemari navaHamati. (Shure kwaizvozvo dzimba dzavaKenani dzakapararira, Viz kapitola |