Genesi 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋari akaɀiropafadza, akati: Ƃerekai, muwande, muzadze mvura iri mumakuŋgwa; neshiri ŋgadziwande panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mwari akazviropafadza akati, “Berekanai muwande muzadze mvura iri mumakungwa, uye shiri ngadziwande panyika.” Viz kapitola |