Online Bible

- Reklamy -

Firemoni 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokuti ndakawana rufaro rwakawanda nokusimbaradzwa zvichibva murudo rwako, iwe hama yangu nokuti wakaita kuti mwoyo yavanhu vaMwari ifaranuke.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 nokuti ndakaŋga ndinomufaro mukuru nokunyaradzwa nokuɗa kworuɗo rwako, nokuti mŋoyo yaʋatȿene yakazorodzwa newe, hama yaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 nokuti ndakanga ndinomufaro mukuru nokunyaradzwa nokuda kworudo rwako, nokuti mwoyo yavatsvene yakazorodzwa newe, hama yangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokuti ndakawana rufaro rwakawanda nokusimbaradzwa zvichibva murudo rwako, iwe hama yangu nokuti wakaita kuti mwoyo yavanhu vaMwari ifaranuke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 nokuti ndakawana rufaro rwakawanda nokusimbaradzwa zvichibva murudo rwako, iwe hama yangu nokuti wakaita kuti mwoyo yavanhu vaMwari ifaranuke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Rudo rwako rwakandipa mufaro mukuru nokukurudzirwa, nokuti iwe, hama yangu, wakazorodza mwoyo yavatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Firemoni 1:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy