Firemoni 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana pane chii zvacho chaakakunganisira kana kuti ane chikwereti newe chinyore pazita rangu sechikwereti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi kana akakuitira cinhu cisakarurama, kunyaŋge aneŋgaʋa newe, undiraʋireni iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Asi kana akakuitira chinhu chisakarurama, kunyange ane ngava newe, undiravireni izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana pane chii zvacho chaakakunganisira kana kuti ane chikwereti newe chinyore pazita rangu sechikwereti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana pane chii zvacho chaakakunganisira kana kuti ane chikwereti newe chinyore pazita rangu sechikwereti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana ane zvaakakutadzira kana kuti ane mungava newe, uzvireve kwandiri. Viz kapitola |