Firemoni 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino kana iwe uchindiona sasahwira wako, mugamuchire sokundigamuchira kwaungandiite. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino kana uciti ndiri mugoʋani newe, umugamucire seɀauŋgandigamucira ini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino kana uchiti ndiri mugovani newe, umugamuchire sezvaungandigamuchira ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino kana iwe uchindiona sasahwira wako, mugamuchire sokundigamuchira kwaungandiite. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino kana iwe uchindiona sasahwira wako, mugamuchire sokundigamuchira kwaungandiite. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka kana uchindiona somumwe wako, mugamuchire sokugamuchira kwaungandiita. Viz kapitola |